KwaunobvaDuramazwiCchikabudura

Duramazwi · zita

chikabudura

Zvinoreva

Kabudura.

1

Kabudura.

Chikabanga ibhurukwa rakareba kupfuura chikabudura asi riri pfupi pane mudhebhe.

Dhangarii ibhurukwa rakaregedzeka, rakareba kupfuura chikabudura, asi iro risina kuenzana nemudhabha.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikada

Chikada isora rinotanda, rinomera kazhinji mumagwenga, rinobereka vana vane minzwa miviri inobaya.

Verenga

Swipe for the next word