KwaunobvaDuramazwiCchijakajiriri

Duramazwi · zita

chijakajiriri

Zvinoreva

Uku kumira kungaitwa navanhu vakawanda vachiona chinhu chimwe.

1

Uku kumira kungaitwa navanhu vakawanda vachiona chinhu chimwe.

Vana vechikoro vakaita chijakajiriri vachiona bhora.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word