KwaunobvaDuramazwiCchiitomwana

Duramazwi · zita

chiitomwana

Zvinoreva

Ichi chiito chisina kunyatsoumbwa nechivakashure nedzinde zvakafanana nezvimwe zvizhinji, uyezve icho chichida kuzotsigirwa nerimwe izwi kuti pfungwa izere yechinoitika ibude.

1

Ichi chiito chisina kunyatsoumbwa nechivakashure nedzinde zvakafanana nezvimwe zvizhinji, uyezve icho chichida kuzotsigirwa nerimwe izwi kuti pfungwa izere yechinoitika ibude.

Ichi chiitomwana chinoratidza zvinhu zvinoitwa asi pfungwa dzisina kuzvipira pazviri.

Ichi chiitomwana chokubvunza chikonzero chinenge chaitirwa zvimwe zvinhu.

Ichi chiitomwana chinotaridza kuti nyakutaurwa naye ari kuita zvinhu zvisingatarisirwi.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chijakajiriri

Uku kumira kungaitwa navanhu vakawanda vachiona chinhu chimwe.

Verenga

Swipe for the next word