KwaunobvaDuramazwiCchiitiko

Duramazwi · zita

chiitiko

episode · occurrence · session · spectacle · activity · event · incidence · incident · occasion · scene

Zvinoreva

Chiitiko mutambo kana chimwewo chinhu chokuti vanhu vaviri kana kupfuura vanosangana vobva votaurirana kana kuita.

1

Chiitiko mutambo kana chimwewo chinhu chokuti vanhu vaviri kana kupfuura vanosangana vobva votaurirana kana kuita.

Yeuka kuti mhan'aro inonyorwa kana paitika chiitiko chakanaka kana kuipa vamwe vasipo.

Izvi zvose zvinokonzerwa nokuti chiitiko ichi chakaita sei.

Avawo vanenge vauya nomuroora vanenge vachinyarara uye kushandisa mutauro wechinyarikani kuremekedza chiitiko ichi.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiitirwa

Chiitirwa izita rinodoma nyakuitirwa zvinenge zvichirehwa nechiito mumutsetse.

Verenga

Swipe for the next word