Duramazwi · zita
desa
Zvinoreva
Chigubhu mudziyo wakaita dende, wakagadzirwa nepurasitiki uye unowanzoisirwa zvinhu zvakaita mvura mvura.
1
Chigubhu mudziyo wakaita dende, wakagadzirwa nepurasitiki uye unowanzoisirwa zvinhu zvakaita mvura mvura.
Plus akangoti achiona vakuvhura door remota achibva angoisa chigubhu mumaoko achibva atofuratira.
Zvino chigubhu chaitove sealed munhu ndipo poohumana hake.
Ndakabva ndagashira chigubhu chiya achibva atoti " take care bye " akadaro achitotanga kufamba achienda Headmaster vasati vasvika pataive.
Zvakafanana
desa
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chigudu
Chigudu chimedu chinenge chagurika kubva pane chimwe.
VerengaSwipe for the next word