KwaunobvaDuramazwiCChiGovera

Duramazwi · zita

ChiGovera

Zvinoreva

ChiGovera chikamu chebazi romutauro weChiKaranga.

1

ChiGovera chikamu chebazi romutauro weChiKaranga.

ChiGovera chikamu chebazi romutauro weChiKaranga.

Upi idoro rinopiwa kumunhu anga achigovera vamwe doro senzira yekumutenda nayo.

Kana munhu achiringanisa anenge achigovera vanhu zvinhu, vose vachiwana zvakaenzana.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chigozhero

Chigozhero mamiriro ezvinhu anokonzera kuti mumwe munhu ashaye mukana wokuita zvaanenge achida kana kushuva.

Verenga

Swipe for the next word