KwaunobvaDuramazwiCchigeza

Duramazwi · zita

chigeza

chigezamusoronebwe

Zvinoreva

Kana munhu achinzi chigeza anenge akapusa uye asingafariri zvokuzvichenesa.

1

Kana munhu achinzi chigeza anenge akapusa uye asingafariri zvokuzvichenesa.

Kana munhu achinzi chigeza anenge akapusa uye asingafariri zvokuzvichenesa.

Ndakanosvika ndichigeza ndokupedza ndichibva ndambopinda mumagumbeze ndamirira kuti kuchene ndigozomuka ndakupfeka ndodzokera kumain house.

Hembe yake yakaerera nemvura iye achigeza parukova.

Zvakafanana

chigezamusoronebwe

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chigezeso

Chigezeso ndecha-kaita sesipo, dombo, siponji kana tauru zvinoshandiswa pakugeza.

Verenga

Swipe for the next word