KwaunobvaDuramazwiCchigero

Duramazwi · zita

chigero

scissors

tizora

Zvinoreva

Chigero mudziyo une mapanga maviri anopesana, unoshandiswa kudimburira vhudzi kana kuchekawo zvimwe zvinhu.

1

Chigero mudziyo une mapanga maviri anopesana, unoshandiswa kudimburira vhudzi kana kuchekawo zvimwe zvinhu.

Kana munhu achigera mumwe anenge achimubvisa vhudzi achishandisa chigero.

Kujejeda kunyatsochekerera chinhu uchishandisa chigero kana chimwewo.

Kusvuura kubvisa vhudzi rese mumusoro nereza kana chigero.

Zvakafanana

tizora

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chigeza

Kana munhu achinzi chigeza anenge akapusa uye asingafariri zvokuzvichenesa.

Verenga

Swipe for the next word