Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chigariro kuva nemaitiro anozikanwa kuti ndiwo agara ari ako kwenguva refu. Chigariro chake kugara achibatsira vanotambudzika.
1

Nhehwe iganda rinosara panenge pavhiyiwa mhuka, rinozosukutwa roitwa chigariro.
Chigariro kuva nemaitiro anozikanwa kuti ndiwo agara ari ako kwenguva refu. Chigariro chake kugara achibatsira vanotambudzika.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chigaro
establish
VerengaSwipe for the next word