KwaunobvaDuramazwiCchigarira

Duramazwi · zita

chigarira

Zvinoreva

Chigarira maitiro okudzorera asi zvisina chimuko, kana iwe warwiswa.

1

Chigarira maitiro okudzorera asi zvisina chimuko, kana iwe warwiswa.

Chigarira maitiro okurwisa zvine ugwara, usingadi kunatsonangana nemuvengi.

Chigarira maitiro okudzorera asi zvisina chimuko, kana iwe warwiswa.

Kudesherera chikafu chakawanda kunyatsochigarira pasi, wochidya wakadekara.

2

Chigarira maitiro okurwisa zvine ugwara, usingadi kunatsonangana nemuvengi.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chigariro

Chigariro kuva nemaitiro anozikanwa kuti ndiwo agara ari ako kwenguva refu. Chigariro chake kugara achibatsira vanotambudzika.

Verenga

Swipe for the next word