KwaunobvaDuramazwiCchifumba

Duramazwi · zita

chifumba

Zvinoreva

Chifumba itsika yokukama mombe mhuru isingatendedzwi kunwa. Mombe dzamabhunu dzinokamwa chifumba.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chifumbata

Chifumbata rudzi rwemhunga inoita shanga diki dzakabatana chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word