KwaunobvaDuramazwiCchifuko

Duramazwi · zita

chifuko

Zvinoreva

Chifuko ijira rinomonerwa nemadzimai richibva muchiuno kusvika nechekutsoka.

1

Chifuko ijira rinomonerwa nemadzimai richibva muchiuno kusvika nechekutsoka.

Mbavami chifuko chinogadzirwa nematehwe emhuka anenge akasonerwa pamwe chete.

Chifuko ijira rinomonerwa nemadzimai richibva muchiuno kusvika nechekutsoka.

Daunha chifuko chakagadzirwa nezvidimbu zvamatehwe emhuka akasonerwa pamwe-po. Kana ukarara wakafuka daunha unodziyirwa zvikuru.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chifumba

Chifumba itsika yokukama mombe mhuru isingatendedzwi kunwa. Mombe dzamabhunu dzinokamwa chifumba.

Verenga

Swipe for the next word