KwaunobvaDuramazwiCchiforimbo

Duramazwi

chiforimbo

Zvinoreva

Chiforimbo kuita kwekubiridzira pakutenga kana kutengesera munhu chinhu. Ukajairira kuita chiforimbo rimwe zuva uchasungwa.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word