Duramazwi
ani
any · who · whoever · whomsoever
Duramazwi
any · who · whoever · whomsoever
Izwi rokuti ani rinoshandiswa kubvunza mubvunzo wokuti anenge ataurwa adomwe nezita.
Izwi rokuti ani rinoshandiswa kubvunza mubvunzo wokuti anenge ataurwa adomwe nezita.
Kakutaurira ani nyon'o dzemapiritsi!
Chitunha chaiva pamberi pake chaiva chababa vake, baba vaaidisa kukunda ani naani zvake, baba vaakambenge ataura navo nezuro.
Imwe nhau yavaive vakuda kuziva iyezvino yaive yokuti ko ring necklace aive azviisa kupi uye aive amufurira kuzvibvisa aive ani zvakare?.
Duramazwi
01 / 03ani nani
whoever
VerengaSwipe for the next word