Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chakati angarara chinenge chakapapama pamusoro pemvura.
Kuti angarara kushaya chekuita pamusoro pechimwe chinhu, wongotarisa nameso chete. Mudzidzisi akapihwa mbama pazere vana vechikoro ndokuramba angoti angarara zvake.

Kana chinhu chikayangarara chinenge charamba chakapapamara pamusoro pemvura chisinganyuri.
Kana munhu akavangarara anenge aine mwoyo wokusanzwira vamwe urombo.

Kana shiri ikayangarara inenge yavhura mapapiro painenge ichibhururuka, kana kuti yakamira panhu pamwe iri mumhepo.
Kuti dengu kunyura nokuyangarara pamusoro pemvura kwechinhu chisingaremi. Ukanyudza patapata mumvura, unoona rati dengu pamusoro.
Kuti yangarara misodzi kumeso kuzara kwayo mumaziso. Matigimu akati misodzi mumaziso yangarara anzwa kuti akundikana mubvunzo rake.
Zvine chekuita
-yangarara
Mamwe mazwi ane A
ADuramazwi
01 / 03angirira
Kuenderera.
VerengaSwipe for the next word