Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achishandisa ahii mushure mekukuudza zvimwe zvinhu, munhu iyeye anenge achinyatsokohomedza mashoko aataura acho.
1

"Unokuvara, ahii!" vakadaro amai vachiyambira mwana aikwira-kwira pamusoro pematombo.
Kana munhu achishandisa ahii mushure mekukuudza zvimwe zvinhu, munhu iyeye anenge achinyatsokohomedza mashoko aataura acho.
Mamwe mazwi ane A
ADuramazwi
01 / 03ahiwe
Kana munhu ati ahiwe anenge achipa nyevero kumunhu kuti achenjerere pane zvaari kuita.
VerengaSwipe for the next word