Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kushanda pamwe chete kuitira kupedza basa.
1
Kushanda pamwe chete kuitira kupedza basa.
Kumwaraura kukwenga paganda kana chimwewo chinhu zvakasimba uchishandisa nzvara.
Kunyadura kucheka munhu zvishomane paganda nereza, banga kana chimwewo chakapinza.
Chinanai kambuyu kadiki kanoti kakafamba munhu paganda anonzwa kunyerekedzwa.
Mamwe mazwi ane A
ADuramazwi
01 / 03ahii
Kana munhu achishandisa ahii mushure mekukuudza zvimwe zvinhu, munhu iyeye anenge achinyatsokohomedza mashoko aataura acho.
VerengaSwipe for the next word