Duramazwi
Zvinoreva
Kupatarika kutsvaga chinhu uchikasika asi uchichishaya.
1
Kupatarika kutsvaga chinhu uchikasika asi uchichishaya.
Dumbitumbi kupatarika munhu achishaya kokutizira, akombwa nenjodzi.
Kupatarika kutsvaga chinhu uchikasika asi uchichishaya.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03patendi
Patendi imvumo inopiwa kukambani kuti ive iyo yoga inobvumirwa kutengesa chimwe chinhu chainenge yatanga iyo kugadzira.
VerengaSwipe for the next word