KwaunobvaDuramazwiNnguzvura

Duramazwi

nguzvura

-kasva

Zvinoreva

Kunguzvura kufamba munhu achidzadzari-ka.

Kunguzvura kunwa mvura norurimi, sezvinoita imbwa.

1

2

Zvakafanana

-kasva

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngwaba

Ngwaba rudzi rwerekeni tsvuku dzakasimba.

Verenga

Swipe for the next word