Duramazwi01 / 03nguvairaKunguvaira kufamba kunenge kuchiita nhambo, zvikuru kana une zvauri kuda kupedzisa kuita, kana kuti wanonoka kwaunenge uchida kuenda.Verenga→
Duramazwi02 / 03nguwa nguwaKuti nguwa nguwa kufamba zvekuratidza kuti hausi kuziva kwauri kuda kuenda.Verenga→
Duramazwi03 / 03nguwairaKunguwaira kufamba uchiratidza kuti hausi kunyatsoziva kwauri kuda kuenda.Verenga→