Duramazwi
Zvinoreva
Kuti ngunduru kurira kunoita mudziyo wesimbi kana wadonha.
1
Kuti ngunduru kurira kunoita mudziyo wesimbi kana wadonha.
Kuti ngunduru kurira kunoita mudziyo wesimbi kana wadonha.
Kuti gungunduru kuita ruzha runokonzerwa nokurova chinhu chakaita somugomo nedombo.
Kuti gungunduru kukunguruka kwechinhu chine buri pakati, uye chinorema.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngundurudza
Kana munhu achingundurudza dhiramu risina chinhu anenge achirifambisa nepasi achiita zvekurisairira.
VerengaSwipe for the next word