Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ngirandi rudzi rweshinda yakaita nhete, yakasimba zvikuru, inorukiswa madhoiri. Kana ukashaya tambo yechirauro unokwanisa kushandisawo ngirandi.
1
Ngirandi rudzi rweshinda yakaita nhete, yakasimba zvikuru, inorukiswa madhoiri. Kana ukashaya tambo yechirauro unokwanisa kushandisawo ngirandi.
Ndakazomira basa mushure mokunge varidzi vekambani yedu vamboivhara vachidzokera kumusha kwavo kuHingirandi.
ChiRungu mutauro unotaurwa nevanhu vane ganda jena, vakabva nokuHingirandi.
Kana vanhu vachitaura nezve Hingirandi vanenge vachitaura nezvenyika yekumadokero kuYuropu, kwakabva varungu vakauya vakapamba Zimbabwe.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngiri ngiri
Kuti ngiri ngiri kurira kwerunhare kana kwebhera rebhasikoro.
VerengaSwipe for the next word