Duramazwi
ngenjanisa
-batanidza
Duramazwi
Kungenjanisa kubatanidza simbi.
Kungenjanisa kubatanidza simbi.
Ndangenjanisa ngetani pfupi, kuitira kuti ndisunge matanda andanga ndichida kudhonza nemombe.
-batanidza
Duramazwi
01 / 03ngenje
Miti mizhinji yemuchero.
VerengaSwipe for the next word