KwaunobvaDuramazwiNngandini

Duramazwi · zita

ngandini

Zvinoreva

Ngandini hwahwa hwemumabhodhoro hwakasimba uye hunopisa chaizvo. Zvinonzi akakorwa nengandini yanga isina kusanganiswa nezvimwewo zvinwiwa.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngandiveni

Ngandiveni munhu anoda kuti zvose zvakanaka zviitike kwaari, uye kuti pose panosarudzawa vanhu noukoshi avepowo.

Verenga

Swipe for the next word