Duramazwi · zita
-nemba
Zvinoreva
Nembo inyora dzinoiswa pamunhu, dzisingadzimiki nhando. Vanhu vakare vaifarira kuiswa nembo pamatama.
1

Nembo zvidavado zvenyora zvinoiswa pahari, kuri kuishongedza.

Kudootsa kurova munhu zvakasimba, kunyanya nembo-ma.
2
Nembo zvidavado zvenyora zvinoiswa pahari, kuri kuishongedza.
Zvine chekuita
-nemba
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nemera
Kana uchinemera munhu unenge uchiita souri kumutuka asi iri nzira yokutamba naye, zvokuti haatombotsamwi.
VerengaSwipe for the next word