KwaunobvaDuramazwiNnechombo

Duramazwi · zita

nechombo

nyakatonje la

Zvinoreva

Nechombo muzukuru mukuru mumusha.

1

Nechombo muzukuru mukuru mumusha.

Kuponda kuuraya nechombo chakaita sedemo kana chimwewo chikuru chakaita sedanda.

Kunjema kurova pawanga uchida chaipo nechombo kana nechibhakera kana uchirwa nemunhu.

Kunanga kunongedza chinhu chauri kuda nechombo chauri kushandisa.

2

Nechombo muturikiri wesvikiro.

Zvakafanana

nyakatonje la

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nedzoi

Nedzoi izwi rinoshandiswa pakubata maoko kuvamunhu afirwa.

Verenga

Swipe for the next word