Duramazwi02 / 03ndwaidzaKundwaidza chituba chechirairo kuchinyudza kunoita hove kana ichinge yabatwa nacho.Verenga→
Duramazwi03 / 03ndwairaKundwaira kunyuranyura kunoita chituba chechirauro kana hove dzichidyira.Verenga→