KwaunobvaDuramazwiMmwekeshe

Duramazwi

mwekeshe

Zvinoreva

Kuti mwekeshe kuerera zvishoma zvishoma kunoita madhaka kubva kwakakwirira achienda kwakadzikira.

1

Kuti mwekeshe kuerera kunoita misodzi yakawanda pamatama.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwekeshu

Kana misodzi ikati mwekeshu inenge yakaruka yabuda uye yava kudonha.

Verenga

Swipe for the next word