KwaunobvaDuramazwiMMwari

Duramazwi · zita

Mwari

ungodliness · god

Musiki laMusikavanhu laNyadenga laSamatenga laMutangakugara laZame la

Zvinoreva

Mwari ndiye mweya mukuru, akasika denga nepasi, uye ndiye anoraramisa vanhu nezvipuka.

1

Mwari ndiye mweya mukuru, akasika denga nepasi, uye ndiye anoraramisa vanhu nezvipuka.

Chete Vamhofu munhu ane hunhu anotya mwari asi chokuita ndochavainge vasisina.

Takue ndiye aitova munhu kwaye pavese unotoshaya kuti mwari vakazviita sei?.

Akademba hake kuti deni mwari vasina kumusika nokuti inhamo yoga yoga.

Zvakafanana

Musiki la · Musikavanhu la · Nyadenga la · Samatenga la · Mutangakugara la · Zame la · Ishe la · Muponesi la · She la · Muchengeti la · Samasimba

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word