KwaunobvaDuramazwiMmwarara

Duramazwi · zita

mwarara

bvururu

Zvinoreva

Kana hembe dzakati mwarara dzinenge dzakakandwakandwa kwesekwese.

Mwarara isora remumunda regore rapera rinenge risati rapiswa.

1

Kana midziyo yakati mwarara inenge yakangozara kwese kwese isina kurongedzwa.

2

3

Zvakafanana

bvururu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwararidza

Kumwararidza kukanda-kanda midziyo yakasiyana-siyana pese pese.

Verenga

Swipe for the next word