Duramazwi · zita
mvumo
allowance · authorization · legitimacy · sanction · approval · approved · authorized · consent · permission
Duramazwi · zita
allowance · authorization · legitimacy · sanction · approval · approved · authorized · consent · permission
Mvumo itendero kana kuti bvumiro yekuita chimwe chinhu. Kana vana vangosvika makore gumi nematanhatu, vanenge vava nemvumo yekutyaira mota.
Mvumo itendero kana kuti bvumiro yekuita chimwe chinhu. Kana vana vangosvika makore gumi nematanhatu, vanenge vava nemvumo yekutyaira mota.
Munhu chete apihwa nguva kana mvumo yokutaura nasachigaro ndiye anotaura.
Kupinza kupa munhu mvumo kana kumutungamirira kuti auye mukati memba kana muhofisi.
Kuti hodhi kukumbira mvumo yokupinda mumba. Mueni akati hodhi asvika pamusuo.
Duramazwi
01 / 03mvunda
Mvunda ihove huru ine simba rakawanda zvekuti inotonetsa kubudisa mumvura.
VerengaSwipe for the next word