Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muzhanje muti unowanikwa munzvimbo inonaya mvura yakawanda, une hunde yakakwasharara nemapazi asingatane kutyoka, unobereka mazhanje. Muzhanje haunetsi kutemha michero yawo, nekuti ukangougumha unobva wadonhedza mazhanje akaibva.
1

mushuku 3
muhobohobo 3
Janje rudzi rwemakonye akatsvukuruka anogara mumuti wоmuzhanje, ane zviminzwa.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muzhararira
Kana munhu ane muzhararira anenge aine tsika yekuvhundukira zvinhu nepasina kukodzera.
VerengaSwipe for the next word