KwaunobvaDuramazwiMmuzambiringa

Duramazwi · zita

muzambiringa

grapevine · vine

mugirepimuwainimugirepisi

Zvinoreva

[muzambiringwa, mudzambiringa] Uyu muti unotanda nokumonera mimwe miti, unobereka tuvana tudiki twakatenderera, tunosviba kana twaibva uye tunovavira pakudya.

1

[muzambiringwa, mudzambiringa] Uyu muti unotanda nokumonera mimwe miti, unobereka tuvana tudiki twakatenderera, tunosviba kana twaibva uye tunovavira pakudya.

Zvakafanana

mugirepi · muwaini · mugirepisi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muzamera

Muzamera muti unowanzomera mugomo, unobereka michero yakatsvukuruka, inobuda mukaka ichivavira pakudya.

Verenga

Swipe for the next word