Duramazwi01 / 03muwitiMuwiti muti wakaomarara une minzwa, unowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura yakawanda.Verenga→
Duramazwi02 / 03muwodziwodziIchi chikwenzi chine maruva, chinoita muchero unobuda nemumaruva, chinotanda chichikwira neimwe miti.Verenga→
Duramazwi03 / 03muwonisiMuwonisi munhu anotungamirira vanhu vanenge vachienda kunzvimbo yavasinganyatsozivi.Verenga→