Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vakaita muwararira vanenge vakazadza nzvimbo huru asi vakaita rumwe rumwe pavanenge vari pacho.
1
Kana vanhu vakaita muwararira vanenge vakazadza nzvimbo huru asi vakaita rumwe rumwe pavanenge vari pacho.
Paichata Bangajena, vanhu vakanga vakaita _muwararira_ muchivanze chechechi.
Kana vanhu vakaita muwararira vanenge vakagara pasi vakawanda.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muwawa
Muwawa muti une mashizha anopenya, ane mitsetse mitsvuku, unoita makwande, uye unobereka vava vakarebenuka vanodyiwa nemombe.
VerengaSwipe for the next word