Duramazwi02 / 03mutungamiriri wenyikaUyu munhu anenge achitungamirira nyika. Vatungamiriri venyika vanosiyana, zvichienderana nenyika nenyika. Dzimwe nyika dzinotungamirirwa nemapurezidhendi, dzimwe mapuraiminisita.Verenga→
Duramazwi03 / 03mutunhiMutunhi munhu anokurudzira kana kukuza vamwe kuti vaite basa nesimba kana zvimwewo.Verenga→