KwaunobvaDuramazwiMmutohwe

Duramazwi · zita

mutohwe

mugururu

Zvinoreva

Mutohwe muti unobereka muchero une mbai dzinonunira kana dzaibva, dzichirera kana munhu achitsenga.

1

Nhongo yembudzi yakange yakasungirirwa pamutohwe yakamirira banga.

Tagwirei akaramba kukwira mumutohwe nokuti aisaba kuwa.

Zvakafanana

mugururu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutoko

Mutoko rudzi rwenzungu yakaita chena.

Verenga

Swipe for the next word