Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mafumho kumutheto kwetambo kana tyava yakakoshwa kana kurukwa, asi iko kusina kuzorukwa, zvokuti kunogona kushandiswa kupumha kana kusvaya.
Iyi inzvimbo iri pakakwirira chaizvo panofamba mhepo isina chinoidzivirira.
Mafumho kumutheto kwetambo kana tyava yakakoshwa kana kurukwa, asi iko kusina kuzorukwa, zvokuti kunogona kushandiswa kupumha kana kusvaya.
Purezha mafaro anoita munhu ari kumafuramhepo kwaanenge achidya mari.
Mafumho ndezvakaita zvitambo zvakawanda zvinowani-kwa kwokupedzisira komuswe we-n'ombe.
Iyi inzvimbo iri pakakwirira chaizvo panofamba mhepo isina chinoidzivirira.
Purezha mafaro anoita munhu ari kumafuramhepo kwaanenge achidya mari.
Iyi inzvimbo yakanyatsotambanuka, kwaunokwanisa kufara kusina vanhu vakanya-
Zvakafanana
fosi · mafuramututu
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mafuranhunzi
Kana munhu achinzi ndimafuranhunzi anenge ari nyanzvi pakushandisa zvakaita semiseve, mapfumo, pfuti nezvimwewo, asingapotsi.
VerengaSwipe for the next word