Duramazwi · zita
Zvinoreva
Madirano.
1
Madirano.
Iyezvino ndikakuudzai mama anongopinda nekubuda pamba ipopaya madiro netied security iripo iya.
Kunonzi vanorega vakadzi vachiita madiro.
Makudo iwaya ava kungoswera achifamba madiro nomumisha yevanhun.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03madiro ajojina
Kana munhu achiita madiro ajojina anenge achiita zvinhu zvaanoda, zvakanaka kana zvakaipa, pasina anomubvunza.
VerengaSwipe for the next word