KwaunobvaDuramazwiMmabhora

Duramazwi · zita

mabhora

balls

Zvinoreva

Iri izwi rokuti bhora rinenge raiswa muuzhinji.

1

Iri izwi rokuti bhora rinenge raiswa muuzhinji.

Donje mabhora eshinda anoshandiswa mabasa akasiyana sezvakaita muzvipatara.

Sharosti rudzi rwetuhanyanisi tudiki tusingaiti mabhora makuru pasi.

Kudhuru-dhudhudza kubuda kunoita mabhora emweya achibva pasi pedziva kana patsikirirwa nechimwe chinhu.

2

Machende.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mabhoro

Mabhoro idombo bhoro kabhora kegirazi kadikidiki rakaomarara chaizvo rinogadziriswa zvigadzirwa kana kuvakiswa.

Verenga

Swipe for the next word