Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zvigadzirwa zvebhande kashoma (belts).
1
Zvigadzirwa zvebhande kashoma (belts).
Kuti nengeshu kupwanya chinhu chakaita sehari, kusvika chaita mabandi mabandi.
Kana uchitsetsa unenge uchigaya kana kukuya upfu hunosara hune mabandi madikidiki.
Kana uchisefa upfu unenge uchiparadzanisa mabandi makuru nemabandi madiki, uchishandisa sefa.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mabandurwa
Mabandurwa chibage kana zvimwe zvirimwa zvakatswiwa kana kugayiwa zvisina kutsetseka.
VerengaSwipe for the next word