Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kwebede kwebede kufamba kunoita munhu achiratidza kuti aneta. Paakanga obva kumunda, aifamba achiti _kwebede kwebede_.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwebedeka
Kana munhu achikwebedeka anenge achifamba achiratidza kuneta kana nungo.
VerengaSwipe for the next word