KwaunobvaDuramazwiKkwangwamara

Duramazwi

kwangwamara

Zvinoreva

Kana chinhu chakakwangwamara chinenge chisina kumira zvakanaka kuti tsepete, chiine dzimwe nzvimbo dzisina ku enzerana kana kuti dzakafonyoka-fonyoka.

1

Kana chinhu chakakwangwamara chinenge chisina kumira zvakanaka kuti tsepete, chiine dzimwe nzvimbo dzisina ku enzerana kana kuti dzakafonyoka-fonyoka.

Dehwe riya ramakasiya panze rakatokwangwamara.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwangwandika

Kana munhu achikwangwandika anenge achipopotera zvinhu zvisina basa nguva dzose.

Verenga

Swipe for the next word