KwaunobvaDuramazwiKkuza

Duramazwi

kuza

Zvinoreva

Kukuza kudaidzira uchikurudzira mumwe nechinangwa chekuti awedzere simba nechido pane zvaari kuita.

1

Kukuza kudaidzira uchikurudzira mumwe nechinangwa chekuti awedzere simba nechido pane zvaari kuita.

Kuza kuuya kana kuwanikwa kwezvimwe zvinhu.

Mutunhi munhu anokurudzira kana kukuza vamwe kuti vaite basa nesimba kana zvimwewo.

Kuti hei kukuza n'ombe kuti dzikweve geja, ngoro kana matanda zvine simba.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word