KwaunobvaDuramazwiJjikinya

Duramazwi

jikinya

Zvinoreva

Jikinya rudzi rwemutambo unotambwa nevanhu vakawanda vachitevedzera ngoma ine-nge ichiridzwa.

1

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jikinyira

Jikinyira kupopota kwekusataridza pachena kuti munhu wacho wauri kutaura nezvake ndiani, chero dai aripo.

Verenga

Swipe for the next word