Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jaradha kaimba kanovakwa, kosiyiwa rimwe ramativi mana rakashama, kanochengeterwa ngoro, motokari kana imwewo midziyo.
1

Budisai zvinhu mujaradha nokuti nhasi chipwanyo chegiredha chiri kuuya kuzoripunza.
2
Jaradha mudungwe wedzimba dzakabatana.
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jaranganda
Jaranganda ishamhu hombe yekuti munhu akarohwa nayo anotokuvara.
VerengaSwipe for the next word