KwaunobvaDuramazwiJjadaridza

Duramazwi

jadaridza

Zvinoreva

Kana ukajadaridza munhu unenge wamupindura kuti arare nedivi raanga asina kurara naro.

1

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jadarika

Kujadarika kupinduka-pinduka wakarara, pamusana pekurwadziwa kana kushaya hope.

Verenga

Swipe for the next word