KwaunobvaDuramazwiGgagadudza

Duramazwi

gagadudza

Zvinoreva

Kugagadudza kuruma chinhu chakaomarara nemazino kakawanda, uye mazino achisara akadhinda pachinhu chacho.

1

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gagadura

Kugagadura kuruma chimedu kubva pachinhu chakaomara.

Verenga

Swipe for the next word