Duramazwi
Zvinoreva
Kuevhikita munhu kumudzinga kana kumubudisa pamba kana kuti panzvimbo paanenge achigara muchishandisa mutemo.
1

Varidzi vemafurati iwaya havatani kuevhikita maroja anenge angononoka kubhadhara rendi.
Kuevhikita munhu kumudzinga kana kumubudisa pamba kana kuti panzvimbo paanenge achigara muchishandisa mutemo.
Mamwe mazwi ane E
EDuramazwi
01 / 03evoi
Izwi rinoshandisirwa pakukwazisa vanhu.
VerengaSwipe for the next word