KwaunobvaDuramazwiEesi

Duramazwi · zita

esi

Zvinoreva

Esi inzvanyira inowanikwa pakati paara natii mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora ChiShona.

Pamutambo wetenisi, kana munhu akaita esi anenge asevha bhora rinozoverengwa sechibozwa, asi risina kumbodzoserwa kuna nyakusevha.

1

Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi esi, inowanikwa pakati paara natii mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.

2

Mamwe mazwi ane E

E

Swipe for the next word